Kuraira

Kuraira (counsel, command, tell, to direct, correct, instruct, punish) zvinoreva kudzidzisa munhu kuti ave netsika dzakanaka dzinoyemurika pane vanhu. Zvinorevawo zvakare kupa mashoko ekutuma munhu kuti aite basa raunoda kuti aite.

  • Kuraira kunobata pazvinhu zvizhinji zvinoti (to command, tell, correct, to warn, to punish; guide; instruct; direct; give a message).
  • Kuraya (instruct; lay down the rules; give advice, as when someone is getting married).
  • Kupanga (to order, to command, to instruct) apa zvichireva kuraira zvokuita kana zvakafanirwa kuitwa.
  • Yakapangamika kana yakapangama.
  • Kupanga mipango.
  • Chibange

© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search