Mutsindo

Muchidzidzo fundoyetsimba, Mutsindo (Impact in English) zvinoreva fosi yakakura iri kubata ichisayirira kwekanguva kadikidiki panodhumana mitumbi inokwana miviri kana inodarika. Fosi kana kuti rufangu runobata nemutowo uyu inokonzera zvikuru kudarika fosi diki iri kubata kwenguva yakareba. Kuti chii chinokonzerwa kuitika zvinoenderana nemuchacha wemitumbi unosangana nawo


© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search