Muzvina

Shoko rokuti muzvina rinoshandiswa kureva muridzi kana mwene wechiro chiri kurehwa. Asi shoko iri rinotaurawo uyo anoshandisa chiro chiri kurehwa, anokwanisa kuva iye mwene wacho kana akabata chete anova ndiye anochishandisa. Sokuti muzvinapembe anokwanisa kune ari kuridza pembe isiri yake.


© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search