Zambia

Republic of Zambia
National motto: One Zambia, One Nation

Zambia inyika yakakomberedzwa iri kumaodzanyemba kwe Zimbabwe uye iri muAfurika. Nyika iyi ine muganhu ne Mazambuko, Zimbabwe, Angola, Malawi ne Namibhiya. Gutaguru reZambia rinonzi Lusaka. Zambia ine miganhu nenyika dzinoti Zimbabwe, Malawi ne Mazambuko. Mutungamiri wenyika iyi ndiva Edgar Lungu. Nyika iyi ine vanhu vanosvika mazana anosvika zviuru zvishanu. munyika umu munotaurwa mitauro inosanganisira Chinyanja/Chichewa, Chitonga, Chikalanga, Chibhemba, Chikaonde ne Chivhale (Luvale).

Mureza weZambia une mufananidzo weshiri inonzi hungwe.


© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search